Zvakazarurwa 13:11-12
Zvakazarurwa 13:11-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakaona chimwe chikara, chichibva munyika. Chakanga chine nyanga mbiri segwayana, asi chaitaura seshato. Chakashandisa simba rose rechikara chokutanga pachinzvimbo chacho, uye chakaita kuti nyika navageremo vanamate chikara chokutanga, chiya chakanga chapora vanga racho raifanira kuchiuraya.
Zvakazarurwa 13:11-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakaona chimwe chikara chichikwira, chichibva panyika; chakanga chine nyanga mbiri segwayana, chikataura seshato. Chinobata namasimba ose echikara chokutanga pamberi pacho. Chinomanikidza nyika navagere mukati mayo kuti vanamate chikara chokutanga, chiya chakapora vanga rokuuraya racho.
Zvakazarurwa 13:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino ndakaona chimwe chikara chakabuda pasi chakanga chiine nyanga mbiri sehwayana uye chaitaura sezigaranyanya. Ichi chaiva namasimba ose echikara chokutanga chichiita kuti pasi navagari vapo vagwadamire vachinamata chikara chokutanga chakanga chiine ronda rakaipisisa rakanga rapora.
Zvakazarurwa 13:11-12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino ndakaʋona cimŋe cikara cicikwira, cicibva panyika; cakaŋga cinenyaŋga mbiri segwaiana, cikataura seshato. Cinoɓata namasimba ose ecikara cokutaŋga pamberi paco. Cinomanikidza nyika naʋagere mukati mayo kuti ʋanamate cikara cokutaŋga, ciya cakapora ʋaŋga rokuʋuraya raco.
Zvakazarurwa 13:11-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)