Zvakazarurwa 13:18
Zvakazarurwa 13:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Izvi zvinoda uchenjeri. Kana pano munhu anoziva, ngaaverenge chiverengo chechikara, nokuti ndicho chiverengo chomunhu. Chiverengo chacho ndichochi: Mazana matanhatu namakumi matanhatu nenhanhatu.
Zvakazarurwa 13:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndipo panokuchenjera. Anoziva, ngaaverenge chiverengo chechikara; nokuti chiverengo ndechomunhu; chiverengo chacho ndimazana matanhatu namakumi matanhatu nenhanhatu.
Zvakazarurwa 13:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pano apa panodiwa ungwaru. Munhu anonzwisisa ngaatsvage azive zvinorehwa nenhamba iyoyo yechikara nokuti ari kurehwa nenhamba iyoyo munhu. Nhamba yacho mazana matanhatu namakumi matanhatu nenhanhatu.
Zvakazarurwa 13:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndipo panokucenjera. Unoziʋa, ŋgaaʋereŋge ciʋereŋgo cecikara; nokuti ciʋereŋgo ndecomunhu; ciʋereŋgo caco ndimazana matanhatu namakumi matanhatu nenhanhatu.
Zvakazarurwa 13:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Pano apa panodiwa ungwaru. Munhu anonzwisisa ngaatsvage azive zvinorehwa nenhamba iyoyo yechikara nokuti ari kurehwa nenhamba iyoyo munhu. Nhamba yacho mazana matanhatu namakumi matanhatu nenhanhatu.