Zvakazarurwa 14:1
Zvakazarurwa 14:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakatarisa, ndikaona pamberi pangu pakanga pane Gwayana, rimire paGomo reZioni, uye rakanga rina vanhu zviuru zana namakumi mana navana vakanga vakanyorwa zita raro nezita raBaba varo pahuma dzavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakatarira, ndikaona Gwayana rimire pagomo reZioni, rinavamwe vane zviuru zvinezana namakumi mana navana, vanezita raro, nezita raBaba varo, rakanyorwa pahuma dzavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakati tarisei ndikaona pagomo reZioni pakamira Hwayana iina vanhu zviuru zana namakumi mana ane zvina vakanga vakanyorwa pahuma dzavo zita rayo nezita raBaba wayo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14