Zvakazarurwa 14:12
Zvakazarurwa 14:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Izvi zvinoda kutsungirira kwavatsvene vanoteerera mirayiro yaMwari uye vanoramba vakatendeka kuna Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndipo panokutsungirira kwavatsvene, vanochengeta mirayiro yaMwari nokutenda kwaJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndikoka kutirira kunodiwa pavatsvene uku! Vanochengeta mitemo yaMwari nechitendero chaJesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14