Zvakazarurwa 14:6
Zvakazarurwa 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakaona mumwe mutumwa achibhururuka pakati pechadenga, uye akanga ane vhangeri risingaperi kuti aparidzire avo vanogara panyika, kundudzi dzose, namarudzi ose, nendimi dzose uye navanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakaona mumwe mutumwa achibhururuka pakati pedenga, ane Vhangeri isingaperi, kuti aiparidzire vanogara panyika, namarudzi ose, nendudzi dzose nendimi dzose, navanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakazoona mumwe mutumwa achibhururuka mudenga aine Shoko Rakanaka rokugara nokugara rokuparidza vanhu vanogara pasi pano munyika dzose, namarudzi ose nendimi dzose navanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14