Zvakazarurwa 14:7
Zvakazarurwa 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati nenzwi guru, “Ityai Mwari uye mumupe mbiri, nokuti nguva yokutonga kwake yasvika. Namatai iye akaita matenga, nyika, gungwa namatsime emvura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati nezwi guru, “Ityai Mwari, mumurumbidze; nokuti nguva yake yokutonga yasvika; namatai iye, akasika denga, nenyika, negungwa, namatsime emvura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akadaidzira nezwi guru achiti, “Ityai Mwari mumupe mbiri nokuti nguva yake yokutonga yasvika. Munamatei iye akasika denga napasi negungwa nezvisipiti zvemvura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14