Zvakazarurwa 14:8
Zvakazarurwa 14:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa wechipiri akatevera akati, “Rawa! Rawa Bhabhironi Guta Guru, rakaita kuti ndudzi dzose dzinwe waini inopengesa youpombwe hwaro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mumwe mutumwa akatevera, achiti, “Rawa, Rawa, Bhabhironi, guta guru, rakanwisa marudzi ose waini yokutsamwa kwoupombwe hwaro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumwewo mutumwa wechipiri akatevera achiti, “Guta guru reBhabhironi raparara, raparara. Raparara iro rainwisa nyika dzose waini yehavi dzaro dzakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14