Zvakazarurwa 15:1
Zvakazarurwa 15:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakaona kudenga chimwe chiratidzo chikuru chinoshamisa ichi: vatumwa vanomwe namatambudziko manomwe okupedzisira, nokuti nawo hasha dzaMwari dzakapera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 15Zvakazarurwa 15:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakaona chimwe chiratidzo kudenga, chikuru chinoshamisa, ichi. Vatumwa vanomwe vanamadambudziko manomwe okupedzisira, nokuti kutsamwa kwaMwari kwakapera nawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 15Zvakazarurwa 15:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakazoona chimwe chiratidzo mudenga chikuru chinoshamisa chavatumwa vanomwe vaine pfumvu nomwe dzokupedzesera dzaiva nzira dzaMwari dzokupedzisira dzokuratidza nadzo hasha dzake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 15