Zvakazarurwa 15:4
Zvakazarurwa 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndianiko angarega kukutyai, imi Ishe, kana kukudza zita renyu? Nokuti ndimi moga mutsvene. Ndudzi dzose dzichauya dzigonamata pamberi penyu, nokuti mabasa enyu akarurama akaratidzwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 15Zvakazarurwa 15:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndianiko angarega kutya nokukudza zita renyu, Ishe? Nokuti imi moga muri mutsvene; nokuti marudzi ose achauya, achinamata pamberi penyu; nokuti kururama kwenyu kwakaratidzwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 15Zvakazarurwa 15:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiani angarege kukutyai nokurumbidza zita renyu Tenzi nokuti imi ndimi munoera marudzi ose achauya ozokugwadamirai achikunamatai nokuti zviito zvenyu zvakarurama zvakaoneswa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 15