Zvakazarurwa 16:12
Zvakazarurwa 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa wechitanhatu akadurura ndiro yake parwizi rukuru Yufuratesi, mvura yarwo ikapwa kuti nzira yamadzimambo okumabvazuva ivepo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16Zvakazarurwa 16:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino wechitanhatu akadurura ndiro yake pamusoro porwizi rukuru, runonzi Yufuratesi; mvura yarwo ikapwa, kuti nzira dzamadzimambo anobva kumabvazuva dzigadzirwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16Zvakazarurwa 16:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutumwa wechitanhatu akadururira ndiro yake parukova rukuru rweYufuratesi mvura yarwo ikabva yapwa kugadzirira madzimambo okumabvazuva nzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16