Zvakazarurwa 16:13
Zvakazarurwa 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakaona mweya yakaipa mitatu yakanga yakaita samatafi; yakabuda mumuromo meshato, mumuromo mechikara nomumuromo momuprofita wenhema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16Zvakazarurwa 16:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo ndakaona mweya yetsvina mitatu yakaita samatafi ichibva mumuromo weshato nomumuromo wechikara, nomumuromo womuporofita wenhema
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16Zvakazarurwa 16:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakaonawo mumuromo mezigaranyanya riya nomumuromo mechikara chiya uye nomumuromo womuporofita wenhema muchibuda mweya mitatu yakaipa yakaita samatatya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16