Zvakazarurwa 16:14
Zvakazarurwa 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iyi ndiyo mweya yamadhimoni inoita zvishamiso nezviratidzo, uye inobuda ichienda kumadzimambo enyika yose, kundovaunganidza kuti vandorwa pazuva guru raMwari Wamasimba Ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16Zvakazarurwa 16:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti ndiyo mweya yakaipa inoita zviratidzo; inoenda kumadzimambo enyika yose, kuvakokera kukurwa pazuva iro guru raMwari waMasimbaose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16Zvakazarurwa 16:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iyoyi mweya yakaipa inoita zvishamiso inofamba nenyika yose kumadzimambo apasi pano ichivakokorodzera hondo yapazuva guru raMwari Samasimbaose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16