Zvakazarurwa 16:9
Zvakazarurwa 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakapiswa nokupisa kukuru vakatuka zita raMwari, iye akanga ane simba pamusoro pamatambudziko aya, asi vakaramba kutendeuka kuti vamukudze.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16Zvakazarurwa 16:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vakapiswa nokupisa kukuru, vakamhura zita raMwari, anesimba pamusoro pamadambudziko awa; havana kutendeuka, kuti vamukudze.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16Zvakazarurwa 16:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vakapiswa nokupisa kunotyisa kwazvo. Vakashonha zita raMwari aiva nesimba pamusoro pepfumvu uye havana kupinduka kuti vamurumbidze.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 16