Zvakazarurwa 17:1
Zvakazarurwa 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe wavatumwa vanomwe vakanga vane ndiro nomwe akauya kwandiri akati, “Uya ndizokuratidza kurangwa kwechifeve chikuru, chinogara pamusoro pemvura zhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17Zvakazarurwa 17:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mumwe wavatumwa vanomwe, vakanga vane ndiro nomwe, akauya akataura neni, achiti, “Uya pano, ndichakuratidza kutongwa kwemhombwe huru, inogara pamusoro pemvura zhinji
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17Zvakazarurwa 17:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino mumwe wavatuma vanomwe vaya vakanga vane ndiro nomwe, akauya akanditi, “Uya ndikuratidze chirango chichatemerwa chifeve chembiri chiya chigere pamvura zhinji
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17