Zvakazarurwa 18:4
Zvakazarurwa 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakanzwa rimwe inzwi kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu, kuti murege kugovana naro muzvivi zvaro, kuti murege kugamuchira matambudziko aro api zvawo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18Zvakazarurwa 18:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakanzwa rimwe izwi rinobva kudenga, richiti, “Budai mariri, vanhu vangu, kuti murege kuwadzana naro pazvivi zvaro, mugorega kupiwa madambudziko aro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18Zvakazarurwa 18:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakanzwazve rimwe izwi richibva kudenga richiti, “Budai mariri vanhu vangu. Mungadaro mukazoitawo zvitadzo zvaro mukapinda mupfumvu dzaro
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18