Zvakazarurwa 21:1
Zvakazarurwa 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakaona denga idzva nenyika itsva, nokuti denga rokutanga nenyika yokutanga zvakanga zvapfuura, uye pakanga pasisina gungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakaona denga idzva nenyika itsva, nokuti denga rokutanga nenyika yokutanga zvakanga zvapfuura; negungwa rakanga risisipo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo ndipo pandakazoona denga idzva nenyika itsva nokuti denga rakare nenyika yakare zvakanga zvapfuura uye gungwa pakanga pasisina.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21