Zvakazarurwa 21:23-24
Zvakazarurwa 21:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Guta haritsvaki zuva kana mwedzi kuti zvivhenekere pamusoro paro, nokuti kubwinya kwaMwari ndiko kunovhenekera, uye Gwayana ndiro mwenje waro. Ndudzi dzichafamba nechiedza charo, uye madzimambo enyika achauyisa kubwinya kwawo mukati maro.
Zvakazarurwa 21:23-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Guta haritsvaki zuva kana mwedzi, kuti rivhenekerwe nazvo; nokuti kubwinya kwaMwari ndiko kwairivhenekera, nomwenje waro ndiro Gwayana. Ndudzi dzinofamba nechiedza charo; madzimambo enyika anouyisa kubwinya kwawo mukati maro.
Zvakazarurwa 21:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Guta iroro haridi zuva kana mwedzi zvokurivhenekera nazvo nokuti kupenya kokuvapo kwaMwari ndicho chiedza charo, Hwayana iri iyo rambi rayo. Marudzi ose achafamba achivhenekerwa nechiedza charo uye madzimambo apasi achauisa mariri zvinovapa mbiri.
Zvakazarurwa 21:23-24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Guta haritȿaki zuʋa kana mŋedzi, kuti rivenekerwe naɀo; nokuti kubginya kwaMŋari ndiko kwairivenekera, nomŋenje waro ndiro Gwaiana. Ndudzi dzinofamba neciedza caro; madzimambo enyika anoʋuyisa kubginya kwawo mukati maro.
Zvakazarurwa 21:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)