Zvakazarurwa 21:3
Zvakazarurwa 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ndakanzwa inzwi guru richibva pachigaro choushe richiti, “Zvino imba yaMwari yava pakati pavanhu, uye achagara navo. Vachava vanhu vake, uye Mwari pachake achava navo uye achava Mwari wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndikanzwa izwi richibva kudenga, richiti, “Tarirai, tabhenakeri yaMwari iri pakati pavanhu, iye achagara navo, ivo vachava vanhu vake; Mwari amene achava navo, ave Mwari wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakanzwa izwi guru richibva pachigaro choumambo richiti, “Tarisai muone kuti Mwari ava kuzoita musha wake pakati pavanhu. Achagara navo; ivo vachava vanhu vake iyewo Mwari pachake achava navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21