Zvakazarurwa 21:4
Zvakazarurwa 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achapukuta misodzi yavo yose pameso avo. Hapachazovazve norufu, kana kuungudza, kana kuchema, kana kurwadziwa, nokuti zvinhu zvokutanga zvapfuura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Achapisika misodzi yose pameso avo; rufu haruchavipo, kana kuchema, kana kurira, kana kutambudzika hazvingavipo; nokuti zvokutanga zvapfuwura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Achapukuta misodzi yose pamaziso avo. Rufu haruchazovapozve, hapachazova nokuungudza kana kuchema kana kurwadziwazve, nokuti zvinhu zvakare zvinenge zvapfuura.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21