Zvakazarurwa 21:5
Zvakazarurwa 21:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uya akanga agere pachigaro choumambo akati, “Tarisai muone ndava kuita kuti zvinhu zvose zvive zvitsva.” Akatizve, “Nyora izvi nokuti mazwi aya mazwi anovimbika uye ndeechokwadi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akanga agere pachigaro choushe akati, “Ndiri kuita kuti zvinhu zvose zvive zvitsva!” Ipapo akati, “Nyora izvi, nokuti mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akanga agere pachigaro choushe akati, “Tarirai, ndinovandudza zvose.” Akati, “Nyora, nokuti mashoko awa angatendwe, ndeechokwadi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21