Zvakazarurwa 21:6
Zvakazarurwa 21:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uya akanditi, “Zvaitika. Ndini Arifa naOmega ndini mavambo namagumo ezvinhu kune vane nyota ndichavapa mvura pasina muripo ichibva mukasipiti kemvura youpenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati kwandiri, “Zvaitwa. Ndini Arifa naOmega, wokutanga newokupedzisira. Kuna iye ane nyota ndichamupa kuti anwe, asingaripi, kubva mutsime remvura youpenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwandiri, “Zvaitwa. Ndini Arifa neOmega, kutanga nokuguma. Ini ndichapa ane nyota zvinobva patsime remvura youpenyu asingatengi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21