Zvakazarurwa 22:12
Zvakazarurwa 22:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Tarirai, ndiri kukurumidza kuuya! Mubayiro wangu ndinawo, uye ndichapa mumwe nomumwe maererano nezvaakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22Zvakazarurwa 22:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Tarirai, ndinokurumidza kuuya; mubayiro wangu ndinawo, kuti ndipe mumwe nomumwe sezvaakabata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22Zvakazarurwa 22:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Asi ndiri kuuya nokukurumidza ndakatakura mubayiro wangu kuti ndizopa munhu wose zvakaenzanirana nezvaakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22