Zvakazarurwa 3:17
Zvakazarurwa 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Unoti, ‘Ndakapfuma; ndakawana pfuma uye handina chandinoshayiwa.’ Asi hauzivi kuti une nhamo, unonzwisa urombo, uri murombo, uri bofu uye hauna kusimira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3Zvakazarurwa 3:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti unoti, ndakafuma, ndakafumiswa, handishaiwi cinhu; usiŋgaziʋi, kuti ndiwe unoʋurombo nenhamo, uri murombo neɓofu usine‐cokufuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3Zvakazarurwa 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Nokutika unoti ndiri mupfumi, ndakapfuma, handina chandinoda iwe usingazivi kuti uri rombe rinotonzwisa tsitsi, uri murombo, uri bofu uye hauna kupfeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3