Zvakazarurwa 4:11
Zvakazarurwa 4:11 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Imi Ishe, Mŋari weɗu, makafanira kuti muʋigirwe kubginya, nokukudzwa, nesimba, nokuti ndimi makasika ɀinhu ɀose, ɀakaʋa’po, ɀikasikwa nokuɗa kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 4Zvakazarurwa 4:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Munokodzera imi Tenzi naMwari wedu kupiwa mbiri norukudzo nesimba nokuti ndimi makasika zvinhu zvose. Kuda kwenyu kuti zvivepo uye kuti zvisikwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 4Zvakazarurwa 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Makafanira, Ishe naMwari wedu, kugamuchira kubwinya nokukudzwa, uye nesimba, nokuti makasika zvinhu zvose, nokuda kwenyu zvakasikwa, uye zviripo nokuda kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 4