Zvakazarurwa 7:15-16
Zvakazarurwa 7:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, “vari pamberi pechigaro chaMwari uye vanomushumira masikati nousiku mutemberi yake; uye iye anogara pachigaro choushe achatambanudza tende rake pamusoro pavo. Havachazoziyi nenzara zvakare; havachazonzwi nyota zvakare. Havachazopiswi nezuva, kana nokupisa kupi zvako.
Zvakazarurwa 7:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo vari pamberi pechigaro choushe chaMwari, vanomushumira masikati nousiku mutemberi yake; iye, anogara pachigaro choushe, achavadzitira netabhenakeri. Havachazoziyi nenzara, havachazofi nenyota; havangapiswi nezuva kana nokumwe kupisa
Zvakazarurwa 7:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndokusaka vari pamberi pechigaro choumambo chaMwari vachimushandira siku nesikati muTemberi yake. Iye anogara pachigaro choumambo achavafukidza netendhe rake. Havazonzwi nzara kana kunzwazve nyota zuva harichazovapisizve kana kunzwa kupisa kunobvuraudza
Zvakazarurwa 7:15-16 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo ʋari pamberi pecigaro coʋushe caMŋari, ʋanomushumira masikati noʋusiku mutembere yake; iye, unogara pacigaro coʋushe, ucaʋadzitira netabernakeri. Haʋacazoziyi nenzara, haʋacazofi nenyota; haʋaŋgapiswi nezuʋa kana nokumŋe kupisa
Zvakazarurwa 7:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)