Zvakazarurwa 7:3-4
Zvakazarurwa 7:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
achiti, “Musaondonge nyika kana gungwa kana miti, kusvikira taisa mucherechedzo pahuma dzavaranda vaMwari wedu.” Ndakanzwa uwandu hwavakaiswa mucherechedzo vaiva zviuru zana namakumi mana ane zvina ndivo vakaiswa mucherechedzo mudzinza roga roga ravana vaIsiraeri.
Zvakazarurwa 7:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Musatadzira nyika kana gungwa kana miti kusvikira taisa chisimbiso pahuma dzavaranda vaMwari.” Ipapo ndakanzwa kuwanda kwaavo vakanga vaiswa chisimbiso: zviuru zana namakumi mana nezvina, kubva kumarudzi ose avaIsraeri.
Zvakazarurwa 7:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
achiti, “Musatadzira nyika, kana gungwa, kana miti, kusvikira taisa chisimbiso pahuma dzavaranda vaMwari.” Ndikanzwa kuwanda kwavakaiswa chisimbiso; vane zviuru zvine zana namakumi mana nezvina, vakaiswa chisimbiso vachibva kumarudzi ose avana vaIsiraeri.
Zvakazarurwa 7:3-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
aciti: Musatadzira nyika, kana guŋgwa, kana miti, kuȿikira taisa cisimbiso pahuma dzaʋaranda ʋaMŋari. Ndikanzwa kuwanda kwaʋakaiswa cisimbiso; ʋaneɀuru ɀinezana namakumi manna neɀinna, ʋakaiswa cisimbiso ʋacibva kumarudzi ose aʋana ʋaIsraeri.
Zvakazarurwa 7:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)