Zvakazarurwa 9:5
Zvakazarurwa 9:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hadzina kupiwa basa rokuvauraya, asi kuti varwadziswe mwedzi mishanu; kurwadzisa kwadzo kwakanga kwakaita sokurwadzisa kwechinyavada, kana chichiruma munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 9Zvakazarurwa 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hadzina kupiwa simba rokuvauraya, asi kungovarwadzisa chete kwemwedzi mishanu. Uye kurwadziwa kwavo kwakanga kwakaita sokworumborera rwechinyavada pachinoruma munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 9Zvakazarurwa 9:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dzakabvumirwa kuvaonesa nhamo kwemwedzi mishanu dzisingavaurayi. Kurwadza kwadzo kwaiita sokurwadza kwerize kana raruma munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 9