VaRoma 10:10
VaRoma 10:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti unotenda nomwoyo wako ugoruramisirwa, uye unopupura nomuromo wako ugoponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti munhu anotenda nomwoyo, ndokururamiswa; anopupura nomuromo, ndokuponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zviripo ndezvokuti munhu anotenda mumwoyo wake naizvozvo anorumiswa, uye anobvuma nomuromo wake, anoponeswa naizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10