VaRoma 10:9
VaRoma 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuti kana ukapupura nomuromo wako kuti, “Jesu ndiye Ishe” uye ukatenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, uchaponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kana, kuti uchipupura nomuromo wako kuti Jesu ndiye Ishe, nokutenda mumwoyo mako, kuti Mwari akamumutsa kuvakafa, uchaponeswa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti kana ukataura nomuromo wako kuti Jesu ndiTenzi uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa muvakafa uchaponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10