VaRoma 11:34
VaRoma 11:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndianiko akaziva pfungwa dzaShe? Kana akava mupi wake wamazano?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 11VaRoma 11:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndianiko akaziva murangariro waIshe? Ndianiko akanga ari murayiri wake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 11VaRoma 11:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti ndiani angazive zviri mupfungwa dzaTenzi; uye ndiani akambova mupi wake wamazano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 11