VaRoma 11:36
VaRoma 11:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti zvose zvinobva kwaari uye zviripo kubudikidza naye uye zvose ndezvake. Ngaave nokubwinya nokusingaperi! Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 11VaRoma 11:36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti zvose zvinobva kwaari, zviripo naye, zviripo nokuda kwake. Ngaave nokubwinya nokusingaperi. Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 11VaRoma 11:36 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti zvinhu zvose zvinobva kwaari uye zvinouya nokwaari uyewo ndezvake. Iye ngaarumbidzwe nokusingaperi. Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 11