VaRoma 12:1
VaRoma 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti mupe miviri yenyu sechibayiro chipenyu, chitsvene uye chinofadza Mwari, uku ndiko kunamata kwenyu kwomweya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12VaRoma 12:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti muise miviri yenyu, chive chibayiro chipenyu, chitsvene, chinofadza Mwari, ndiko kunamata kwenyu kwomwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12VaRoma 12:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo ndinokukumbirisai, hama dzangu, pamusana petsitsi dzakaitwa naMwari, kuti mupire miviri yenyu sechibayiro chipenyu, chitsvene chinofadza Mwari; ndiko kunamata kwezvomweya ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12