VaRoma 12:20
VaRoma 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi: “Kana muvengi wako ane nzara mupe zvokudya, kane ane nyota mupe chokunwa. Mukuita izvi, uchatutira mazimbe anopisa pamusoro wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12VaRoma 12:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana muvengi wako aziya, umupe kudya; kana afa nenyota, umupe kunwa; nokuti kana uchiita izvozvo, uchatutira mazimbe omoto pamusoro wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12VaRoma 12:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwete, kana muvengi wako ane nzara mupe chokudya. Kana ane nyota mupe chokunwa. Nokuti ukaita zvakadaro unotounganidza mazimbe omoto pamusoro pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12