VaRoma 14:17-18
VaRoma 14:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti umambo hwaMwari hahuzi zvokudya kana zvokunwa, asi kururama norugare uye nomufaro muMweya Mutsvene, nokuti ani naani anoshumira Kristu nenzira iyi anofadza Mwari, uye anotendwa navanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ushe hwaMwari hazvizi zvokudya kana zvokunwa, asi kururama, norugare, nomufaro muMweya Mutsvene. Nokuti unobatira Kristu pazvinhu izvi, anofadza Mwari, uye anotendwa navanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti umambo hwaMwari haurevi chokudya kana chokunwa asi hunoreva ururami norugare nokufara muna Mweya Mutsvene. Munhu anoshandira Kristu zvakadai, munhu anofadza Mwari uye anodiwawo navanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14