VaRoma 14:4
VaRoma 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iwe ndiwe aniko unopa muranda womumwe mhosva? Iye anomira kana kuti anowa pamberi patenzi wake. Uye achamira, nokuti Ishe anokwanisa kuita kuti amire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iwe ndiwe aniko unopa muranda womumwe munhu mhosva? Iye anomira kana anowa pamberi paIshe wake. Achamiswa hake, nokuti Ishe ane simba rokumumisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iwe ndiwe ani unopa mhosva muranda womumwe. Kubudirira kwake kana kusabudirira kwake muridzi wake ndiye anokuona. Achabudirira nokuti Tenzi wake ndiye anogona kuti abudirire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14