VaRoma 14:8
VaRoma 14:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana tichirarama, tinoraramira Ishe; uye kana tichifa tinofira Ishe. Saka, kana tichirarama kana kufa tiri vaShe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kana tichirarama tinoraramira Ishe; kana tichifa, kana tichifa tinofira Ishe; zvino kana tichirarama, kana tichifa, tiri vaIshe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana tiri vapenyu tinoraramira Tenzi. Uye kana tichifa tinofira Tenzi. Saizvozvo kana tikararama kana kufa tiri vaTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14