VaRoma 16:18
VaRoma 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vanhu vakadaro havasi kushumira Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo. Nokutaura kwakanaka uye nokubata kumeso, vanonyengera vanhu vane pfungwa dzisina uchenjeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16VaRoma 16:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vakadaro havabatiri Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo; vanonyengera mwoyo yavasina zvakaipa namashoko avo akanaka, anobata kumeso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16VaRoma 16:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vakadaro havasipo kushandira Tenzi wedu Kristu asi havi dzavo. Vanonyengedza vasina kuchenjera nokunatsa mukanwa kwavo namazwi anotapira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16