VaRoma 3:10-12
VaRoma 3:10-12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Hakuna akarurama, kunyange nomumwe; Hakuna anonzwisisa, Hakuna anotsvaka Mwari; Vakatsauka vose, vakava vanhu vasina maturo, Hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwechete
VaRoma 3:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Hakuna akarurama, kunyange nomumwe; hakuna anonzwisisa, hakuna anotsvaka Mwari. Vose vakatsauka, vose pamwe chete vakava vasina maturo; hakuna kana mumwe anoita zvakanaka, kana mumwe zvake.”
VaRoma 3:10-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi: “Hakuna akarurama kana mumwechete zvake. Hakuna anonzwisisa hakuna anotsvaka Mwari. Vose vakatsauka, vose zvavo pamwechete vakashata. Hapana anoita zvakanaka kana nomumwechete zvake.
VaRoma 3:10-12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Hakuna‐wakarurama, kunyaŋge nomumŋe; Hakuna‐unonzwisisa, Hakuna‐unotȿaka Mŋari; Ʋakatsauka ʋose, ʋakaʋa ʋanhu ʋasinamaturo, Hakuna‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe cete
VaRoma 3:10-12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)