VaRoma 3:20
VaRoma 3:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti hakuna nyama ingaruramiswa pamberi pake namabasa omurayiro; nokuti zvivi zvinoziviswa nomurayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3VaRoma 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo hapana achanzi akarurama pamberi pake nokuda kwokuchengeta murayiro; asi kuti, kubudikidza nomurayiro tichaziviswa chivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3VaRoma 3:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti hapana munhu anoruramiswa pamberi pake nezvisungo zvomutemo pamusana pokuti mutemo, chawo kuzivisa vanhu zvechitadzo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3