VaRoma 3:22
VaRoma 3:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndiko kururama kwaMwari kunouya nokutenda kuna Jesu Kristu kuna vose vanotenda; nokuti havasiyani
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3VaRoma 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kururama uku kunobva kuna Mwari kunouya kubudikidza nokutenda muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda. Hapana musiyano
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3VaRoma 3:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kururama ikoko kwaMwari kunoitika nechitendero muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda pasina zvorusaruro
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3