VaRoma 3:23-24
VaRoma 3:23-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti vose vakatadza, vakasasvika pakubwinya kwaMwari. Vanongoruramiswa nenyasha dzake nokudzikinura kuri muna Kristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3VaRoma 3:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti vose vakatadza uye vakasasvika pakubwinya kwaMwari, uye vanoruramisirwa nenyasha dzake kubudikidza nokudzikinura kuri muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3VaRoma 3:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti munhu wose akatadza akakundika kusvika panodiwa naMwari kuti aponeswe. Vanoruramiswa nenyasha dzake sechipo nokununura kunowanikwa muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 3