VaRoma 5:3-4
VaRoma 5:3-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi ŋgatifare ʋo mumaɗambudziko, ticiziʋa kuti kutambudzika kunoʋuyisa kutsuŋgirira; kutsuŋgirira kunoʋuyisa kuidzwa; kuidzwa kunoʋuyisa tariro
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwete izvozvo bedzi, asi tinofarawo mumatambudziko edu, nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira, kutsungirira kunouyisa unhu uye unhu hunouyisa tariro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5VaRoma 5:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumadambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira; kutsungirira kunouyisa kuedzwa; kuedzwa kunouyisa tariro
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 5