VaRoma 6:22 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 6:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino makasunungurwa kubva kuchivi uye mava varanda vaMwari, zvibereko zvamunokohwa zvinoisa kuutsvene, uye kuguma kwazvo ndihwo upenyu husingaperi muna Kristu Jesu Ishe wedu.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 BDSCVaRoma 6:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino makasunungurwa pazvivi, mava varanda vaMwari, mune zvibereko zvenyu zvinoisa kuutsvene, uye kuguma kwazvo ndihwo upenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 SNA2002VaRoma 6:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ɀino makasunuŋgurwa paɀiʋi, maʋa ʋaranda ʋaMŋari, muneɀiɓereko ɀenyu ɀinoisa kuʋutȿene, ʋuye kuguma kwaɀo ndibgo ʋupenyu bgusiŋgaperi.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 SUB1949VaRoma 6:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvamakasunungurwa muchitadzo mukava varanda vaMwari, mubayiro wamunowana kuitwa vatsvene. Uye mugumo wazvo upenyu usingaperi
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 SCLBVaRoma 6:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvino zvamakasunungurwa muchitadzo mukava varanda vaMwari, mubayiro wamunowana kuitwa vatsvene. Uye mugumo wazvo upenyu usingaperi
Pakurirana nevamwe
VaRoma 6 SCLBD