VaRoma 8:22
VaRoma 8:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti tinoziʋa kuti ɀisikwa ɀose ɀinogomera nokurwadziwa pamŋe cete kuȿikira ɀino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tinoziva kuti zvisikwa zvose zvinogomera sokurwadza kwokuzvara mwana kusvikira panguva ino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti tinoziva kuti zvisikwa zvose zvinogomera nokurwadziwa pamwechete kusvikira zvino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8