VaRoma 8:26
VaRoma 8:26 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Saiɀoɀo Mŋeya unoɓatirana ʋo nokusaʋa‐nesimba kweɗu; nokuti hatiziʋi kunyeŋgetera ɀakafanira; asi Mŋeya amene unotinyeŋgeterera nokugomera kusiŋgataurwi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saizvozvowo, Mweya anotibatsira mukusava nesimba kwedu. Nokuti hatizivi zvatinofanira kunyengeterera, asi Mweya amene anotinyengeterera nokugomera kusingatsananguriki namashoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saizvozvo Mweya anobatiranawo nokusava nesimba kwedu; nokuti hatizivi kunyengetera zvakafanira; asi Mweya amene unotinyengeterera nokugomera kusingataurwi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8