VaRoma 8:28
VaRoma 8:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye tinoziva kuti muzvinhu zvose Mwari anoita kuti zviitire zvakanaka kuna avo vanomuda, vaya vakadanwa sezvaakafunga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tinoziva kuti zvinhu zvose zvinobatirana kuti zviitire zvakanaka avo vanoda Mwari, avo vakadanwa sezvaakafunga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tinozivawo kuti muna zvose, Mwari anoshanda kuti zvinakire vanhu vanomuda, vaya vakadaidzwa maererano nezviri pamwoyo pake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8