Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 8:38 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 8:38 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana madhimoni, kana zvazvino, kana zvichauya, kana masimba api zvawo

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 BDSC

VaRoma 8:38 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana vakuru, kana zvazvino, kana zvinouya, kana masimba

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SNA2002

VaRoma 8:38 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ndinoziʋa kwaɀo kuti kunyaŋge rufu, kana ʋupenyu, kana ʋatumŋa, kana ʋakuru, kana ɀaɀino, kana ɀinoʋuya, kana masimba

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SUB1949

VaRoma 8:38 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

nokuti ndine chokwadi chokuti hapana rufu kana upenyu kana vatumwa kana vano ukuru ukuru kana zvinhu zviripo iye zvino kana zvichauya kana masimba

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SCLB

VaRoma 8:38 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

nokuti ndine chokwadi chokuti hapana rufu kana upenyu kana vatumwa kana vano ukuru ukuru kana zvinhu zviripo iye zvino kana zvichauya kana masimba

Pakurirana nevamwe
VaRoma 8 SCLBD