VaRoma 8:39 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 8:39 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana chimwe chinhuwo zvacho pazvisikwa zvose, hazvingagoni kutiparadzanisa norudo rwaMwari, rwuri muna Kristu Jesu Ishe wedu.
VaRoma 8:39 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana chinhu chimwe chakasikwa, hazvingagoni kutiparadzanisa norudo rwaMwari, ruri muna Kristu Jesu, Ishe wedu.
VaRoma 8:39 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana cinhu cimŋe cakasikwa, haɀiŋgagoni kutiparadzanisa noruɗo rwaMŋari, ruri munaKristu Jesu, Ishe weɗu.
VaRoma 8:39 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana urefu kana kukwira mudenga kana udziki pasi kana chimwe zvacho muzvisikwa zvose chinogona kutiparadzanisa norudo rwaMwari rwuri muna Kristu Jesu Tenzi wedu.
VaRoma 8:39 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
kana urefu kana kukwira mudenga kana udziki pasi kana chimwe zvacho muzvisikwa zvose chinogona kutiparadzanisa norudo rwaMwari rwuri muna Kristu Jesu Tenzi wedu.