Tito 2:13-14
Tito 2:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
takamirira tariro yakaropafadzwa, kuonekwa kwokubwinya kwaMwari wedu mukuru noMuponesi, Jesu Kristu, akazvipa nokuda kwedu kuti atidzikinure kubva pakuipa kwose, nokuzvinatsira vanhu vari vake chaivo, vanoshingaira kuita zvinhu zvakanaka.
Tito 2:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
takatarira tariro inofadza, nokuonekwa kwokubwinya kwaMwari mukuru, noMuponesi wedu, Kristu Jesu, wakazvipa nokuda kwedu, kuti atidzikinure pazvisakarurama zvose, kuti azvinatsire vanhu vave vake chaivo, vanhu vanoshingairira mabasa akanaka.
Tito 2:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
tichimirira chitarisiro chedu chine rufaro chokuoneka kwembiri kwaMwari wedu mukuru nomununuri wedu Jesu Kristu. Akazvipira pamusana pedu kuti atinunure kuuipi hwose uye kuti azvichenurire vanhu vake pachake vane shungu dzokuita mabasa akanaka.
Tito 2:13-14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
takatarira tariro inofadza, nokuʋonekwa kwokubginya kwaMŋari mukuru, noMuponesi weɗu, Kristu Jesu, wakaɀipa nokuɗa kweɗu, kuti atidzikinure paɀisakarurama ɀose, kuti aɀinatsire ʋanhu ʋaʋe ʋake caiʋo, ʋanhu ʋanoshiŋgairira maɓasa akanaka.
Tito 2:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)