Tito 3:10
Tito 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Yambira munhu anotsausa kokutanga uye ugomuyambirazve kechipiri. Mushure mezvo usava nechokuita naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu anodzidzisa zvakatsauka, kana arayirwa kamwe norwechipiri, umurambe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anoparadzanisa vanhu ukamutsiura kamwechete kana kaviri, chirega kuva nechii zvacho chokuita naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3